Tuesday, May 28

Celeb News News

May 24, 2024

Joey a Nyikadzino Opindura Felistas Uri Hure Riri Famous and Broke Mbavha

Joey a Nyikadzino Opindura Felistas Uri Hure Riri Famous and Broke Mbavha        

May 23, 2024

Mbavha Dzabatwa Dzichiba MuShop Kamusikana Kane Makore 15 yrs

Mbavha Dzabatwa Dzichiba MuShop Kamusikana Kane makore 15 yrs        

May 20, 2024

Greatman Opopota Munonditi Handizvare Nezvandakaita Mwana Anozvarwa Nemakumbo Here Kana Kuti Anozvarwa Nehurume Hwangu

Unotoona umwe munhu achitonyora kut hee mwana ahasi waGreatman,hee Greatman ahangambozvarise nezvaari kuita kunge imi murikuzvarisana nemakumbo kkkkk chinozvarisa imbeu                 Mufaro wangu unowedzera kwazvo ,ndikaona uchifara mwanakomana wangu.Ava makore matatu ndinewe mwanangu. vanofara pandinofara vachifara neni vanovenga nekurwadziwa vanotaura zvavanoda zvitanda munzeve ndakatsindira,ndinokuda Karrane Gwaze Official my son Happy belated birthday my boy ur ar my bundle of joy ,ur are my smile keeper ,u ar my pride.Grow well the big boys grow fast. Magonekwa nhasi shoko rabva kunamukoma iro

May 20, 2024

Hazvina Kumira Mushe Daisy Mtukudzi Otaura Aaron Imbavha Arikuda Kutora Hupfumi Hwandakasiirwa Otsanangura Zvese

UPDATE | Aaron who claims to be Oliver Mtukudzi’s son akaramba kuitwa maDNA tests after Tinashe Mugabe offered to do them for free. He said: “The family has already welcomed me. I will never make myself available for DNA testing, even if Tinashe Mugabe offers to do it for free. Besides, this is against our tradition. Traditionally, we did not do DNA tests; why now? Tinashe has since been warned by our elders not to meddle in our family affairs. Family elders are confident because my late father introduced me to them.             “I have long been accepted in the family and am now only focused on changing my surname. The matter is now before the High Court. With the assistance of my father’s relatives, we wrote

May 20, 2024

Hazvina Kumira Mushe Cat Family Vanhu Varikuda Mari Dzavo 10 Summons Served Kuna Felistas Nyaya Yekusabhadhara Mari DzeMaround

Ma samanisi 10 asevhwa nhasi kuna mbavhagirl pay back or you are going back inside chidhumokadzo!!                 Cousin yangu aiva pamaround ema300 akapihwa mari yake last month vasati vapihwa vanopihwa havo hapana panozovapedza vese Paya patinenge tichifamba tichitaura tega mumigwagwa umu tisakanganwe kutarisa mota please 🥺🥲 Ndokumbirawo following yenyu ndikuda kuzovhura huru pamberi apooooooo Chawakatadzirwa namai Tt chihombo sure hazvvite kuti rivire or kuswera usina kutaura zita rake wakutobhowa tsvagawo zvimwe aaaaa Mbavha Pasi nayo demet ,akundifinha akarwadzisa vanhu kamuchacha Pamakabvira kuwawata zvemari idzi vanhu vacho havagone kuuya vega here maivemo here muround macho.      

May 16, 2024

Mai Vekatsi Vonzi Namai Mnangagwa Must Do Press Statement Yekukumbira Ruregerero KuNyika Yese Disrespecting Baba Mnangagwa Pashata

Mai Vekatsi Vonzi Namai Mnangagwa Must Do Press Statement Yekukumbira Ruregerero KuNyika Yese Disrespecting Baba Mnangagwa Pashata         

May 16, 2024

Mashura Hanzi Kitsi Yarohwa Kurakashwa Ne C10 Mutorashanga Hanzi Yakazvimba Face Ndosaka Isiri Kuuya Pa Life

Mashura Hanzi Kitsi Yarohwa Kurakashwa Ne C10 Mutorashanga Hanzi Yakazvimba Face Ndosaka Isiri Kuuya Pa Life             Zvirikunzi mai tt nemhuri yake varohwa nema CID varohwerweiko Ndongotiwo ma1 Queen mukutaura shona yakadzika imi Asi mai tt varohwa here coz ndovega vanofarirwa nemi na ketty kna panezvakaipa zvaitika kwavari Changamire wa deepisa shaa nyaudzosingwi madimikira zvirahwe zvese ipapo ndabva ndataika Now ndatova mu ICU kufema kwakunetsa chinguri ndazama kubatanidza nyaya BP yabva yakwira hazvisekese hazvo but eeeh anga anyanya munyama here guys. Ngaadzore speedy guys Why do you want me to scroll down kuti ndibatanidze nyaya. Musadaro please ,just do ga ga queen of peace

May 08, 2024

Zvinonyadzisa Mukanya Onyadziswa na Wicknell Chivhayo Mushure Mukuno Kumbira Motor NeImba

 It looks like mukanya vazogaya gaya manje. Sir Wick says “Kana makazo funga mushe Mukanya please just do as I said topedza...Zveku tuma Simba Zim Eye kuti andi tsvage kana Manager wenyu Sam Mataure who’s begging me for a meeting won’t yield any results...”                  

May 08, 2024

Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa Varoyi Variko Imii

Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa Varoyi Variko Imii.                 Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa Varoyi Variko Imii Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa Varoyi Variko Imii Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa Varoyi Variko Imii Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa Varoyi Variko Imii Munhu Akatumwa Kuuraya Madamboss Kuvatema Makumbo Otaura Zvese Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinony

May 07, 2024

Kamuchacha Azomona Sadza NeDinji Arikuda Kumamiswa na Tete Masivanda Kuvarepota Page Ravo

Kamuchacha Azomona Sadza NeDinji Arikuda Kumamiswa na Tete Masivanda Kuva Reporter Kuna Zuka               

1 2 3 4 5