Monday, December 04

Politics News

September 21, 2023

Shingi Munyeza Kudyiwa Na NATALIE Kusvika Waita Lodger Varume

Kudyiwa na NATALIE Kusvika Waita Lodger.       Taneta nevakadzi vanongoti l won't date a broke man iwe what are you bringing to the table or you can even sell the table yhoo we are tayadhi ukashanda unoona kuti zvinhu zvaurikuhurira zvaka cheaperMunyeza akaita hutsinye paaive African Sun           Kudonhedza Hotel serve kusara isina kana kobo Vanhu kutambura Company kuvhara kana one akawana mari Ngaaroje zvake😏

September 21, 2023

Talent Chiwenga Oti Chamisa Dai Arega Zvekutamba Nezita RaMwari God Is In It Kudii Hauna Plan

Talent chiwenga anongoti kasoro kanenge damba ngatisiire Neroo wedu💛💛💛💛2028 acha svika agoramba futi achingo nyora ma verse. Wozoona kuti anenge muzanu lite.       Kkkkkkk Nero vhura church hako siyana nekuda kutamba nepfungwa dzedu         Tiripachirangano we still believe in miracles nyangwe zvazvo zvichiita sekuti hapana chirikufamba but we still have Faith in You Nero.

September 21, 2023

David Coltart Bulawayo Mayor CCC Oramba Mota Dzavapiwa Oti Mari Yacho Ndipei Nditenge Ma Ambulance For The People Of Bulawayo For The Next 5 Years

LEADERSHIP    The new Mayor of Bulawayo David Coltart said he will not be getting a Mayoral vehicle for the next 5 years preferring to have those funds used for the development of Bulawayo instead          He said currently Bulawayo only has 6 maDhodhabin trucks (refuse collection trucks) and only 5 ambulances          This is the leadership we want! This is the kind of leadership that can take Zimbabwe out of the current mess         David Coltart was the Minister of Education during the Inclusive Government.He was at the time member of the MDC Mutambara which would later be led by Welshman Ncube   Source #Asake CITE      

September 13, 2023

Maureen Kademaunga CCC Mp Osungwa Nezanupf

Mapurisa anoti asunga Doctor Maureen Kademaunga vakasarudzwa kuva nhengo yeparamende vari nhengo yeCCC nevamwe vaviri ichivapomera mhosva yekuda kuponda imwe nhengo yeZanu-PF musi wekuvhota.           Vatatu ava vanoti vari kuzorwa mafuta enguruve yavasina kudya.The arrest of opposition MPs must be contextualised.         In this piece I mentioned 6 days ago that;         “ZANUPF is not yet done with its attempt to get a two thirds majority, it will attempt to get opposition MPs in rural and peri-urban areas convicted of contrived cases to force by-elections, the opposition must stay vigilant.”           ZANUPF is very predi

September 11, 2023

ED Hanzi Tozviziva Takaruza Bhuruwayo Bulawayo Asi Tinongokutongayi Chero Muchiramba

ED Hanzi Tozviziva Takaruza Bhuruwayo Asi Tinongokutongayi Chero Muchiramba What a day in Bulawayo today!!!         You see, when a country is dysfunctional, and when politics doesn’t work, nothing will work.       Don’t blame the citizens, give them something to value, and they will be just fine.         P/s the police driving was atrocious!Ndozvatikuramba zvekutongwa izvozvo tikuda mutungamiriri watoudza zvichemo nekutuma             Nyika haitongwi asi kutungamirwa ndipo saka uchibira sarudzo vanhu vasingakudeSaka muri kutonga that's why Nyika isina kwatiri kuenda Nyika inoita mutungamiriri kwete mutongi muri kutidzosera kust

September 11, 2023

Panicking Regime Zanupf Yozadza Masoja Nemapurisa Mu Harare Kutyisidzira Vanhu

The panicky regime in Harare has deployed armed police and summoned all soldiers to the barracks midnight.           In some barracks, soldiers have been de-armed, all guns taken away to unknown destinations.         All night clubs forced to shuttdown and citizens being beaten to vacate the CBD   Haitongeke.

September 11, 2023

Chamisa Ofumurwa Zvakauraisa Tongai Moyo And Morgan Tsvangirai

Now I understand why tsvangirai and tongai moyo dewa left this world so soon they were poisoned together but they didn't know that chamisa has all in records kkk         Will forever miss you Dhewa and Save makarwa kurwa kwakanaka you are our icons. I miss you Samanyemba         3 Legends in one pic and Mukomana is still fulfilling the legacyHe witnessed the death of Sam Mtukudzi, and the state mafia had to eliminate him.

September 09, 2023

Zimbabweans Marching In South Africa Tadii Tangozviita Kustate House

Vari kumarcha kuSA uku 🇿🇼Nhaimi ma dofo e zanu seiko muri kuti dai vakauya kuzovhota ko akakuudzai kuti havana kuuya ndian inga chero vanhu 20 vanovhota munhu akahwina saka ivo ndivo vaiita kuti ma ballot papers auye in tym here ndivo zvee vaiita kuti zec isati 103% here inga vari kuZim kwacho             vamwe havana kutovhota wani mamwe mazita aitoshaikwa mu voters roll saka tichiti zanu ndeye madofo nevaroi nana zinjathropus neve tsvina vekumatapi zanu it's like old home placeee tiriko bt takupedza totenda police ye mzansi yanga iripo to monitor the situation nxt tym vanhu huyai tiite chinhu             chimwechete tinobudirira hapana anosungwa vazhinji ndizvo zvavanga vachity

September 06, 2023

Zimbabweans Welcome Back To Reality Makadya Chicken Inn Ku Inauguration Nhasi Nzara Yatotanga Mudzimba Mozoonekwa Futi After 5 Years

It's painful to see ZANU PF mocking the citizens of Zimbabwe by bribing them with food like this       Unobva wangoona kuti hakuna kwatirikuenda. Mai vakapfeka nyangira gava kuenda munational sports stadium apa baba vakapfeka jombo. Ungatoti pamwe vatorwa vari mugadern           Welcome back to reality Zimbabweans vadya vakaguta vakanakirwa but vana havana kudyawo vafamba nezupco and inauguration is over welcome to suffer ED akavhura mine nezuro life yake 200% ya supporter 0% ukazvitarisisa unoona kuti vanhu vanoda change life yavo yakanaka ini ndinelife 45% uchitarisa munhu anoti ED pfee anotori neman'a vana vanoswera vakachena muromo nenzara please God have mercy on them        

September 06, 2023

Priscilla Chigumba Kuita Se Shato Yamedza Mbudzi Zvake Munhu Akavengwa Nenyika Yese Muharare Hamufambi Ega

Ko iko kuita kunge shato yamedza mbudzi, dressing kunge svikiro reBritain nxaaa idatya uyu       Chigumba iduzvi iri arifunge kuti ma citizens anetanekutambudzika Chigumba haana mufaro       angashaya mufaro iye ari papayroll ndovanhu varikupura nyemba nemusana avooo Kapedza zvako Makanyara…kakuenda!           Her outfit is too much ,way way too much hameno zvazvingori plus face yake kunge anga achidzipwa nechirimuhuro icho ah hameno 😂😂😂😂Mukadzi uyu Harare haafe akaifamba zvachose.Makumbo ungati mipini yebadza yakavezwa murima

1 2 3 4 5