SADπ | Honda Fit iyi yadhuma vanhu 11 from behind vanga vachitozvifambira vachibva havo kuChurch at around 6 a.m. near the Nketa/Tshabalala traffic lights. Unfortunately, afira on the spot and four children are in critical condition. The driver of the car survived and he was arrested by the police.
Team iri rakabatwa richiVandaliser transformer remagetsi paMazezuru Secondary School kuMudzi, Mutoko musiwa 23/01/25. After vasungwa police managed to recover 60KGs of copper wire, two bolt cutters, a shift spanner, two kitchen knives and the suspects’ getaway car, a Toyota Chaser, registration number ADD 1539. Tumadhiridhiri tusina kana musoro wese, iyezvino ruzhinji rwopinda biz nekushaya magetsi pamusana pemagube iwayaMagetsi ngaarambe achishaikwa kusvika ose matransformer apera kubiwa nyika yose
"Handimbokwate ndine ma balls hobho kunge snooker." Ndeapi mamwe masasi wamanzwa nhasi?"Winky D vari kupisa paMbare. Hanzi handitengeke nemotaπππ. Hanzi makandidzinga paJabuna ndikati chiitai, makuti muzita ra "baba" asi imi "maba" πππππ" "Ndinenge ndiri ziii, handina noise handisi speaker. Vanoti nemuzita rababa apa ndivo vaba. Handitengeke nemota car " ""Ndakachibata kuti dzvii But handisi keeper ini Handisi mutengesi handisi Peter ini Ndorwiswa handinete ndichasvika ini, ndenge ndiri zii handina noise handisi speaker ini"Winky D is a g
Uyo anonzi Melody arikutsvagwa ne police akahurirwa nemurume iye kwakuno baya girlfriend yacho nebanga, mukamuona please report to the nearest police station
We agree that Tate might be a bully at times but what does the mother have to do with all this? This is between them two.you have no idea of the things the mother has to face & going through because of her son’s choices towards life.No, this is wrong.Leave the mother alone,Ko ndivo vatuka here?Zviri wrong hazvo but kana dziri nyaya dzekupinza ana amai sis batanya ndovakatanga kutsvaga Mai va Malloti kwakuvaturika ku page kwavo, chete kangoma kana kakuririsa kanenge kodambuka. Malloti must know when to stop coz tichatanga tichimusekerera kupedzisira tomuseka.Tatelicious anepamuromo , those who defends him , murimadofo , You just can't fix stupid Zirume iri rinotuka vanamai vevanhu left right and center
I feel pity for Tanya π he is a strong guy,dai ari ordinary akazviuraya kare,ini pachangu dai ndirimwana wengochani isina hunhu ndakazvipfuudza kare,gaya achidya pizza,kwouya munhu anomuti "mukudya mari dzeshure yababa", ku school i wonder ano surviver sei. Sisi bhudhi even has pet dogs dzine mazita ema Ancestor that's disrespect on a higher level coz Chaminuka atori sekuru vevanhu and he is dead,zvino awacha akatuka Mai vevana vadiki.This is trespassing and assaultBut this is very wrong,um suprised as a nation tirikuti amugadzika pasi tetelicious ko why involve her mom,vaita sei am sure she is even older than her mom,tsika nehunhu takaisepo
Tinoda kutenda First Lady Amai Auxilia Mnangagwa nekutora nguva yavo kutaura nemwana wekuchemera kuenda kumurume ane 14 years. Mwana achabatsirwa kuti ramangwana rake rive rakajeka. Matrix make sure that culprits who abuse the girl child are brought to book. #discipline #investigations #securityKuita musikahwa inomutsa first lady mustate house haa akanyanya mwana uyuKana yapindirwa na Amai haaa hazipere mushe . Mhamha havadi neGirl child
This 1 always uses a blanket panoda a handkerchief and it shows kuti she has a lot of pain inside herYaaaa crew rinozviona sekuti rakanaka kudarika vamwe iri ranyanya kuzvikudza,,,regai vapihwe twavo,,,πππAgona: Vanhu vanozonyanyawo...zvekuti unomboshinga...but unopedzisira waputika....ππππππ # "CHURCH PERSON"
Van choga abuditsirwa zvinhu naLandlord panzi and he is blaming his manager Boss Kawara nekumurentera kunodhura in Avondale achibhadhara 750us full.house per month achisara ndisina kana yefoodNdipo panotangira chirombe ipapa When u start living a lifestyle u cant sustain cz its beyond yo means.. pressure ndeyei pamunhurume as if uri slay queen.Haaa uridofo 750 us in 3 months unotenga stand yako apaa ndrikushaya kutiii mukutii abuditsirwa chiiiii coz zvinhu izvo hazvina maturo
Yah regai anzi international thief, kune Hotel yavharwa na Mura ku Dubai uko yanzi ndine 1 million followers ndipei accommodation a few nights ndoku unzirai ma customers