😂😂🤣🤣Tangai matarisa zvamakapfeka musati mabuda mumba Post yadzugwa faster faster kunga disc rePono raPleya by mistake mune vanyarikani😅😅ðŸ¤ðŸ¤ðŸ™ŒðŸ™ŒðŸ™ŒZviweti zvenyu hazvidi kushaishirwa, zvinongobuda, musina kufungira😂😂😂😂Kumwe kupfekasoo Haa masocialites esu anoda grooming.. Jackie ngarande and pokello shd do maworkshop e etique.. how can a full ass grown woman Buda panze akapfeka hembe dzekugym and pose for a foto Ndamunyarira kunge ndini did they check before sending pa social media zvinhu zvacho kachuru Ako nekuonda kakungooneka kuti kasara kabhonzo
Ichokwadi here kuti vanhu vari kunovhara beitbridge kana chiri chokwadi ngaritopiswe hanti nderedu avo ma airports. 26 October marovha ese mahwindi ese munodiwa ku border. food beer water transport zvichange zviripo join progressive watsup groups unyorese zita rako upiwe tag HAPANA ARI KUSUNGWA...makavhotera kubeitbridge here marombe imi mhepo yekuda kuurawa nezanu uko count me out