Saturday, July 27

Admire Mama Vee Mhosva Opemberera Mama Award Raawiner Izvi Zvafadza Vakawanda Nekuti Arikutinakidza Muma Streets

Anhuwoye ndatone stress kuti ndogadzika mu mota nyowani here or pa kabati mudhanduru😂😂😂W

 

 

 

 

 

 

Congratulation mbuya mirakoo well deserved💪❤❤ibva waigarisa mumota nyowani pa dashboard chaipo🤗🤗❤ell deserved

 

 

 

 

 

 

 

Admire haaaa chinhu chinonzi comedy wakachimastira tuu, keep soaring higher ambuya va Mirako, congratulations dear

  • Share: