Tuesday, February 27

Bee Wezhira Onzi Ave Kuita Madamboss Part2 Silicone Tozobvuma Nhumbu Yacho Yazvarwa Inenge Fake Semuchato Wake Na Mufundisi

Is this madam boss part 2? Zvinwe maziso angu haasi kunyatso ona paside apo #silicone

 

 

 

 

Uyu haana nhumbu uyu ndakamuona yesterdayWhy would she lie though , ini I think she wore it so that she won't leave her skin yakashama remember she's Mai mufundisi.

 

 

 

 

 

igodo here nhai vana veZimbabwe munoda kutogutsikana abuda achitozvara here zvinomupei zvskusweropfeka silicone imi kana musingazvare moti munhu wees haazvare here, Tyra maiti isilicone godo renyu ndorinoita kuti musabudirire

  • Share: