handina kana mashoko, magadzira grup renyu maburitsirana ma audio kwabushu ikoko,,vanhu vonorova mai tt??🙌🙌 use brain🧠!Aizve saka Hunidzanaiwa aitotaura chokwadi pwaa🤣😂🤣😂😂😂.Ko zvamakukumbira
ruregerero kunaPrezoo how far nhai Mkoma Tom Jonso kwaaa🤣😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣😂😂🤣Tomjones akumbira sorry to the first family for his behaviour way back .it has nothing to do namai tt , get that right !Musatuke n.anga muchionererwa ne facbk .u remember vari ku avenge avenge akatuka sekuru
banda pa live akanzi uchazviona kkkk zvino akuzviona manje💃💃💃 twanga tusina nyaya twawanawo something to celebrate but I did the good thing and I love my President 🇿🇼🇿🇼🇿🇼no matter what you can say 🔥Back to my ZANU PF 💪 pamberi Na President Mnangagwa💃💃💃💃💃🇿🇼Tom akumbira akazvimirira ega Kuna Ed kwete zvimwe zvese zvakutaurwa ratova drama