Musatipe preshaðŸ˜I means vanhu ava tinotombosangana navo, totadza kuvaziva nekuti tinenge tiine wrong picture mumusoro....terribleNot kuti chii hangu kuna Chipo but haaaa ini hangu uyu musikana uyu handinei nayeðŸ‘Zvamwari chaizvo filter ichatibaya.unombofunga kuti pamwe handisi kugeza 🤔🤔