Kungongwarira kuitira hutsinye Mai vevana vake ende anoda kutoona Mary ari muguva kana kumbonzwawo tsitsi kuti adimburwa ruoko😂 😂 😂 😂
Ava baba vakapata ava kungongwarira paduri sehuku ezvino vamwe vake vese vaakaita navo coup yekubvisa mugabe vakapera vese kuti tsvai kufushirwa iye haasikuona kuti very soon arikuteverawo vamwe vakeðŸ‘ðŸ‘ðŸ‘munangarwa imhondi isingazeze kuuraya🤗🤗🤗🤗haasi kumuziva garwe
kubva paakangoenda kuchina akadzoka asimba akapbva atopusa worse, haiwa haasisina kana dhiri uyu, i remember ari kuchina vanhu haa guvheya akangodzoka chete 🤣🤣🤣🤣Ahhhh vanotyanana avo mhoti vanozivana kubva kare here ,rakangwarira kushungurudza vakadzi zidzakutsaku