Saturday, July 27

Congratulations Bee Wezhira Aiwa Une Hunhu Zimbabwe Comparing Her Na Madamboss Munhu Mukuru Aiita Senge Teenager Nemimba

Tyra hona vana vadiki kwauri nekure kudzikama ,kukundwa naBee weZhira azoposter dumbu yake azvara iyezvino ane mwana ane 1 wk iwe waiposter everyday rakashama

 

 

 

 

 

futi kunge risina kukwana kuenda kuChikoro kwakanaka iwe Tyra zidofo remunhu nguvai yacho raitoti ndirikusvotesa vanhu kusakwana

 

 

 

 

 

 

 

Bee weZhira muGraduation uyo anoita zvinhu zvake nekufunga ,face Yako inongoratidza kuti uridofo Tyra kubva pawakaActor zviMovies zvako zviya nevanhu vekuNigeria zvikabva zvarova zvakadero

  • Share: