Sandra Otaura Ndakarwara Ndiri Mwana Daisy Mtukudzi Kutadza Kundiendesa Ku Hospital Ndaishandiswa Ndichirwara Ndichitukwa Kurohwa Taidyiswa Chikafu Chembwa Yedu Yainzi Kwanai Vamwe Vachidya Rice💔💔💔💔ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Kungooma moyo kwedu vakadzi ,mwana anoshungurudzirwei ,mai vacho vakaendesa .
Unotoshaya kuti moyo vatinoti vekubereka unombogara pai?Mukadzy akaoma moyo kubva baba wenyu achiripo kuzoti Iko zvino 🙌🙌🙌🙌