l think this is the Best Couple â¤â¤zvamanje manje Vanhu vanodanana zvavo God Bless Vaviri ava ðŸ™
Vapei maLove nemalikes avo zvinovengwa chete nemuroyiâ¤â¤I love them..vanodanana zviri effortless..havapihwe pressure..vanofamba ne pace yavo..mwana uyo akatomachuwa kupfuura mai Ndandi 😄
I remember me posting someone everyday apa muden tisiri kuwirirana zvekuti kuudza friend kuti wangu kuden hakuna rugare anokuti watanga kunyepa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 never judge a book by its cover. Vakati chakafukidza dzimba matenga were using too much revelations