Kiki Mapanzure ukutsvaga kuti tikutuke wanzwa create content kwete zvaurikuita izvi munhu wa 94 ane drama chiiko ?
Zvawakadzidza wani👂😂😂😂chakandwa chira ndachizviziva hangu kti soon soon atete kikky varikutukwa cheteVese varikuty hee siyai munhu acheme makamboona here zvinopostwa Ku Instagram ukoo 🙌🙌🙌🙌ayiwa nesuwo takafirwao zuro but ii zvaa
kiristabhero Mapanzure I give up ayiwa fanike story ayikandi bhilivhiHaa ini andinga mboudzirwe ku healer kwangu ne vanhu kuudzwa kunzi zvitambire imi ka kufirwa ne munhu wemu family amuskukuziva