Saturday, October 18

Greatman Adhakwa Zvake Nekambucha Oti Saka Imi Sir Wicknell Chivayo Makatozorambawo Kunditengera Mota Ochema Mukomana Kana Ka March Zvako Musadaro Zvakunzwisa Tsitsi

aaaaah gyz wanhu wepafacebook munebasa, pandatoona ichi ndatombodzokera kupage kwangu kuti asi ndakachinyora ndakadhakwa, dai muchizoeditor muchindikumbirirawo kaaa than kueditor muchitondinyimisa,

 

 

 

 

 

 

 

 

 

akagadzira ichi kana iri hono kana hadzi ayihwa yakanyanya ko kutozoona blue tick iripo wena ndozviramba ndichitiwo ipapa😁😁😁😁😁😁😁Ndiwe Greatman Music unenge warohwa hako ne Kambucha lite😅😅Hausiwe here Greatman pane ka feeling karikundiudza kuti ndiwe

 

 

 

 

 

 

 

 

🥴🥴🥴🥴🥴🥴🥴Ndatoenda kunotsvaga Greatman Music ndikungoona 1 chete ine kaBlue tik Saka ndiwe iwewe wakanyora 🤣😂🤣😂🤣😂😂😂🤣😂🤣🤣😂

  • Share: