Saturday, July 27

Hazvina Kumira Mushe Cat Family Vanhu Varikuda Mari Dzavo 10 Summons Served Kuna Felistas Nyaya Yekusabhadhara Mari DzeMaround

Ma samanisi 10 asevhwa nhasi kuna mbavhagirl pay back or you are going back inside chidhumokadzo!!

 

 

 

 

 

 

 

 

Cousin yangu aiva pamaround ema300 akapihwa mari yake last month vasati vapihwa vanopihwa havo hapana panozovapedza vese Paya patinenge tichifamba tichitaura tega mumigwagwa umu tisakanganwe kutarisa mota please 🥺🥲 Ndokumbirawo following yenyu ndikuda kuzovhura huru pamberi apooooooo Chawakatadzirwa namai Tt chihombo sure hazvvite kuti rivire or kuswera usina kutaura zita rake wakutobhowa tsvagawo zvimwe aaaaa Mbavha Pasi nayo demet ,akundifinha akarwadzisa vanhu kamuchacha Pamakabvira kuwawata zvemari idzi vanhu vacho havagone kuuya vega here maivemo here muround macho.

 

 

 

 

Iwewe zvingaka ndiwe urikuitira hutsinye vanhu KUT vasapiwe nokut munomuvharidzira kana achida kutsvaka Mari dzevanhu muchituka urikut urikugona but urikutokanganisa Chimbotimirirai please zvanhasi hatisikuda ruzha tirikumbofarira ma stars adzoka kuna cat mom vedu faraiwo nesu vanhuwoye  Hameno vakaenda kuxool zvinoita here kuti munhu asungirwe mhosva 1 Ka 2 ?? Caz isu madofo takambohwa kuti once munhu apika zvatovharana Ukaona uchiwenga munhu kusvika apa ziva kuti palife chaipo anokukunda dai mura asina chaainacho havaimbomuvenga iweee godo racho unorinyanya ketina.

 

 

 


Chakanakira zvekwereti zvemhando idzi kuZim..nyaya iyi inoenda kunonzi kucivil court..then wobvunzwa basa raunoita uye mari yaunokwanisa kubhadhara pamwedzi wega wega zvosainiwa…murandakadzi haaziriye zvake atanga kuendeswa kucourt nenhau dzezvikwereti kunotogara kwakazara hapana hapo watati taona achipinda mujeri…ndatenda Cat family vari mu comment section ka guys ngatisadaro, so mukuti mari yevamwe yorova here? Neni I’m cat fam but guys mari inorwadza regai vanhu vangowana mari dzavo..

  • Share: