Tuesday, October 21

Hazvisi Kutarisika Kubaya Murume Ka25 Nebanga Kusvika Afa Ku Capetown Uko Chiiko Uyu Sibongile Moyo Ouraya Amon

FROM INBOX | Mangwanani vadikanwi. Tinehurombo nekurasikirwa neumwe wedu semhuri yeZimbabwe anonzi iye Takunda Amon Makurumure uyo anova akabaiwa nebanga nemusikana wake anonzi iye Sibongile Moyo.

 

 

 

 

 

 

 

Chiitiko ichi chaÄ·aitika nezuro 25 May 2024, Khayelitsha Capetown. Vaviri vese ava vanobva Berchnough Bridge.

 

MHSRIP💔🙏

 

 

 

 

 

 

 

Mwari we hanzi zvaita sei ndabatikana hangu veduwe kana dziri mhepo dzakatooma totizira kupi mwari imi 😭😭😭💔💔💔 mweya wako ngauwane zororo mwanangu.

  • Share: