VOTE FOR CHANGE if you are my follower naizvozvo uchaziva kuti ï¸ðŸ‹Hautengese destiny nekuda plate yeRice , chicken neMirinda zvemahara,you will afford it
ðŸ‹Hautengese Destiny nekuti waisirwa mari patafura.ðŸ‹Weekend haisi yekuita washeni,It’s for bondingðŸ‹Zvekuisa cup yesimbi mufridge muchichengeta maused cooking oil is not healthy for reuse
ï¸
ðŸ‹Makanda ehuku,enguruve haadyiwe semain muriwo. ðŸ‹Makanyanisi chii chamunodya,Inyama yei iri mumakanyanisi muchazviregera kudya ,kudya nyama dzakaora dzakagaiwa.
ðŸ‹Kurapwa nemishonga yekupihwa muraini is not ideal it's risky.ðŸ‹Kukwira ndege will be normal hakumishamise muchaneta,pane kudadirwa nemhombwe nembavha,haurarirwe ticket rendege.
ðŸ‹Ucharegera kuzvidzikisira pasi nekunokumbira headmaster vasadzinge mwana wako kuchikoro because of school fees.ï¸
ðŸ‹Uchaitawo masavings ako ,mari isina zita mubank ï¸ðŸ‹Uchachengetawo vabereki vako mushe sezvaurikushuwira.
ï¸ðŸ‹Uchaitawo choice yemota kuti nhasi ndinodawo iyi not iyi not kupihwa mota dzeropaðŸ‹Yorghurt neDrink hazvisi zvevana chete ,zvichadyiwawo nevakuru.
ðŸ‹Uchakwirawo train from Mutare to Madziva Mt Darwin.,Ruwa to Rusape ,Mrehwa to Kotwa Mtoko.ðŸ‹Mabhazi achafamba netime 10am 1030am etc, ï¸ðŸ‹Breathalyzer will be on all roadblocks to capture culprits.
ðŸ‹Muchatengao mota nyowani not dzakambofamba
nevanhu vakafa kujapan dzebeforward😞
ðŸ‹Muchaitawo maambulance anouya within 10 minutes paaccident scene.
ðŸ‹Kuchitawo 911 yekufona paemergency vanhu vachibatsirikana munjodzi dzinosanganisa domestic violence etc
ðŸ‹Fire Brigade inouya nemvura patsaona yemoto.
ðŸ‹Mucharapwawo Cancer Nekuvhenekwa nanamazvikokota musiyane nekurapa Cancer nemiteuro nemishonga yechibhoyi,Cancer will be detected early bcz of regular medical checkups.
Kwete zvekuita 10 years not medical check up nekuda kwenhamo.
ðŸ‹Varume vacharegawo kuteera vamwe varume kumashure seimbwa ye chirungu vachiti Mbinga Mbinga,Boss Boss ,bcz vanenge vakubatawo mari
VOTE FOR CHANGE 🗳
From a Jobless Citizen born 1990
Tete Jackie Ngarande
ShareðŸ‹ðŸ‹ðŸ‹âœ¨ï¸âœ¨ï¸âœ¨ï¸âœ¨ï¸âœ¨ï¸âœ¨ï¸âœ¨ï¸âœ¨ï¸Kuita 10 years usina kuona Hama,amai nababa bcz urikutsvaga raramo kunze kwenyika
Vote for ChangeðŸ™ðŸ¾ðŸ™ðŸ¾ðŸ™ðŸ¾ðŸ™ðŸ¾If your life savings are in Ecocash or Innbucks please vote for change ðŸ™ðŸ¾ðŸ™ðŸ¾