Jahprayzer And Stimela Beside Kudyanana Bota Aiwa One Munhu Ashingirira Kugara Muband
Ava vashandidzana kwenguva refu dai zvaramba zvakadaroâ¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸ Jahprayzer Band Vanhu Vanozongoenda vatadza Kubhadharwa Zvakanaka but with Stimela The dance Girl aiwa agarisa muband Iri re military touch.