#Heartbreaking Mwana waJob Sikhala achiratidzira pamusoro paBaba vake
Sikhala akasungwa musi was 14 June 2022,nanhasi achiri muRemand kumaximum prision💔 Asi unoona Zimbabwe yese ichifarira kusungurwa kwa
Mai TT asina kana basa😢Vane mhosva vanonzi Havana vasina mhosva vanonzi vanemhosva vamwe varikuoika malife in jail nekuda kwekuti wakaona Banga musango ummm hupenyu so