Ziso rako rakandimaka hameno,ziso rako rakandimaka hameno,singing zvanguBombastic side eye criminal offense side eye ndichidedzerana nevana vemurungu sezvi ndiri madhumbeNdarwadziwa zvangu apa ndine crush naye sei ðŸ˜ðŸ˜ .ndiye here mukadzi wacho but ndokadenhura aka 😹😹😹Killar t ndomuda amana ndokuendera kucrawa here nhaiwe mwanWts wrng with his wife? Majaira vakadzi ve fake ka mazibvudzi mazi make up zvisina direction ka 😂😂😂😂🤣🤣🤣 mapikicha enyu munenge muchimbomawanepi anyway tamuona akanaka Babie uyo