Social Media unorumwa newaunodya naye like play like play.Ask me ndokuudzai inini personally.Vamwe vanhu vanouya mulife mako just to destroy you chete.💔💔💔💔Soko Bae Amen ndakaregerera zvemashamwari izvi.
Unenge wait wa stepping stone then widonhedzwa futi at the same time 💔💔💔Ini ndakadzidza kuti my friends are my children ndavhiringidzwa zvekusara uchiita kunge benzi nema so-called friends.
Now got people I socialise with only when there is need,no girl trips, no home visits,no more-than-5-min phone calls, only supporting each other on functions or funerals. Never again