Murikudzokera kumba kwenyu rinhiko Karonga naKiyaraa ,SA hakusi kuchirungu ka hamuchade kubva pamishoni 😅yevanhu..
Mhofu naTarie vanga vachiri pahoneymoon nyaraiwo imi
Mukaba uyo unoita dissappear and reappear according to day and time ndini ndega ndakazviona here🫢Zvakubhowa zva Kalonga wenyu uyu