Monday, April 22

Madamboss Hazvina Kuzopera Mushe Tokupa Mari Seiko 1.6million Usd Isu Tirikutambura Tichirarira Chimunya Ne Cabbage Iwe Utorine Mari Vanhu Vajamuka

Paida Ishe Chiminya πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚taura hako kupa munhu anodya bacon every morning iwe uchimukira Chimunya necabbage never even 2 rand andipe nonsense kuda kudya zvevarombo ngavadyanane ikoko vapfumi nxaaaa dai Ari Shema beta

 

 

 

 

 

Hmmm kune vana vakugara vega vasina kana chekubata. Δ°mi munofamba mugere murange rover muchigara mu double storey Moda kuitirwa go fund me. Macompany amunoshandira mahombe haagone here kukupai the equipment yacho imi moitawo ma go fund for vanotambura. Hakusi kurwa mafungiro angu hangu.Your husband is in Europe working. 

 

 

 

 

 

 

Your making money here on Facebook .

You have a beautiful house. 

Your are driving a good car.

Your child is going to a private school in Zimbabwe. And you want money from people πŸ™„ aaaah iwe aaah .Ini

 

 

 

 

 

 

 

ndakaoma moyo hangu chero mapofu emutown handipi kozoti munhu ane 80 mafull frontal nerange rover neimba ine masteps anoiita mutserendende ini ndrimu1 room mukakona ndomupa dhora bodo veduwe iye ngaandipewo

  • Share: