Saturday, May 18

Madamboss Na Ngoni Vakunyadzisira Sa Kikky Na Tytie Izvi Zvaita Vanhu Vava Jamukire Tave Kutya Kuvhura Content Yenyu Pavanyarikani Mave Kungoswera Pamu Bed Zvinzwirewo

Asi munongoswera pabed hereπŸ˜‚Boe hr tiwane kuvhura ndakutya kungovhura mavideo enyu pane vanhuIni hank handimbooni kt the word skirt ririkushandei pazvinhu zvavanoita .................can someone explain to me kt

 

 

 

 

 

 

skit zvinomborevei pamwe ndini ndorasika ............maskirt sandiwo hr anoitwa nanamai vhai nana allen skit nana bhutisi🀣🀣🀣🀣 ngirozi dzinomboonerera hadzo 🀣🀣🀣🀣

 

 

 

 

 

ministering angels who are in that room to protect Ngoni be like "hanty unomuona kuda kutitsvagira ngozi, tirisu todzingwa basa naMwari tiite mafallen angels nerisky life yaanoda iyi"🀣🀣Behind the scenes of the video that got deleted by mistake...

 

 

 

 

 

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Chironda chemunhino chinorwadza guys.

Ndiri kunzwa kuti bvooo .

  • Share: