Thursday, June 20

Maitt From Chikurubhi Voti Mai Maketeni Varatidza Kuti Ishamwari Chaiyo Mwari Avaitire Nyasha Dai Vasipo Ndakafa

Maitt Votenda Shamwari Yavo Mai Maketeni Akatotendwa nedenga kare we love u Mai maketeni no one is perfect but u are a true friend

 

 

 

 

Vachatendana ikoko newavarikumira naye naMwari wavo INI ndopinda papiwo

 

 

 

 

Tinogarovatenda cz she has proven kuti TRUE FRIENDS EXIST kwete Tsvina yatakaona kuti fake friend ndo inotanga kutokusasika nekukukanga to the world.

  • Share: