Saturday, July 27

Mari YeFacebook Yazotiparira Tytie Kuita Video Achibhonyora Kiki Akamupfugamira Zvionereyi Mega

Mari YeFacebook Yazotiparira Tytie Kuita Video Achibhonyora Kiki Akamupfugamira Zvionereyi Mega

 


 

 

 

Mupfanha wanku Inga tirikungokusapota wani koo Wakuita sey kna makaneta vatai purizi not that kinda dzawakutiratidza koshesa madzva emukadzi wako coz tomorrow achakanda pakavharwa ipapo achiti ddy

 

 

 

Havana basa nazvoMapadhuze kupenga imi vanhu wari kunyanya kukusekereraiHazvichanyadzise hanty chinhu chake chozikanwa nenyikaHakuna murume anokuda anokushambadza so never....I will rather be single mxmYou treat that lady se hure not semukadzi 

 

 

 

Stop calling her your wife cause haumude 

Waunoda haumudaiso  

Wako mukadzi chaiye haumudaiso 

Vakadzi help mwana uyoooo zvichakanaka

  • Share: