Thursday, October 23

Marwei Pokello Oramba Kudyirwa Musaga Nemwana Wa President Emerson Junior

Zvanzi Sisi Poki varamba kudyirwa musaga vatuma Wicknell kuposta achitetena finance yenyika naEmmerson Mnangagwa junior😂😂😂😂😂😂😂Handiti makava Seka kuti Havana kuendwa navo kumuchato, this is her showing you munhu wakewo 🤣🤣🤣Vamwe ndoo vanenge vari kumba vachibuda vakapfeka zvakadzikama imi muri wekubhawa kusiyana kwemarevhuro shuwa 😂 😂 😂 😂😂🤣🤣🤣apa mukadzi wake ariko kumba mugumbezi neheater iwe urikubhawa uchigwagwadza nechando 🤣😂😂😂

  • Share: