Monday, July 22

Mashura Ku Budiriro Murume Ofamba Asina Kupfeka Abviswa Hembe Dzese NeHuree Atadza Kubhadhara Video Ma1

Drama scandals pa Budiriro,blaz vaka kecha hure vasina mari apo husiku hwese

Monaz vakuti handina mari ndokupa chiri chikwereti izvi zvakonzeresa hondo blaz vabviswa dzese hembe zvikanzi uchafamba kuma shops usina hembe

 

 

 

 

 

 

Mahure ese anga atomu komberedza apo munoziva type ye vanhu ava they don’t care vano kuitisa yese yese

 

 

 

 

 

Varume kana ma kecha make sure mune mari dzacho vamwe vakabaiwa nema panga nazvo izvi

Video takanda ku chaos telegram group kana uchida ku joiner click that telegram icon on top wozvionere wega

Mkoma avo hanzi vanoitwa Godfrey katsande
Vachigara ku Highfield

  • Share: