Moti mvura inganaye here neshura irori🤔Kozvekunaya zvosangana pai nechiweti cha sviden.. ndiye denga here
Dai angoita hake zvimavideo zvake zve hoyooo pasina kutiratidza tsvina idzi kakumufarira kese kanobva katobuda 🤮I can imagine pain ine vabereki vevanhu ava especially vedu vekumusha.
Tonamata munamato wakadiiko zvisabata vana veduAnogara kuSA ka uyu and kunonaya zvekuti,kumusha kwadzo kwadzakabvumirwa...kuri kunaya😂 tisingazozivewo hedu kuti zvingatadzisa mvura kunaya here muZimbabwe, l don't think so......
Dai matoti henyu vanhu varikubira nyika ikoko Zimbabwe, vachishungurudza varombo ne nherera , pamwe svaiita sviNonsense svirinani😂