Monday, October 20

Masoja Nemapurisa ZRP Hazvina Kumira Mushe

Geza Haasikutomboda Iti Masoja Nemapurisa Vanhu Tikaita Demonstration Mukapfuura Or Kurova Vanhu Tinovaendera Kudzimba Dzavo Kuma Location Totanga Hondo Siyai Vanhu Va Demonstrate Mnangagwa Aende 😳😳😳😳😳🇿🇼🇿🇼🇿🇼👏👏👏🤪

 

 

 

 

 

Geza Opopota Mnangagwa Ukutora Tax Money Kupa Auxilia Mnangagwa Mukadzi Wako Kuti Afambe Achitamba Pada Nekudzidzisa Vanhu Kubika Nyimo Nemadora Usadaro Iwewe 60 million kuenda Naizvozvo Hatichada🇿🇼🇿🇼🇿🇼😳😳😳😳Geza arikuGeza nyika hwuZANU here kana kuti iye haana kana kuGeza?👇

 

 

 

  • Share: