Iwe Moreboys siya vana vadye bag ravo, godo rino kukuvadza , vakaramba kushandiswa newe chivasiya ka , Uri duzvi remagwava ndini ndadaro ,Mapassport avo ari valid here 😂😂😂or akadhidhwa auti 😂😂😂Prisca Chaya ukuiona here nyaya yezvivana izvi
Aaaaaah iwee adii zvake avasiya wani vakapfekedzana ma ring after court now munhu wese o believer kuti yanga iri marriage😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂