Saturday, October 18

Nhai Mwari Zimbabwe Yaitwa Seiko Izvezvi Bulawayo Road 5 Ma Teacher Afa VKudzok Kumba For Weekend Zvarwadza Izvi

All 5 were teachers going home for the weekend. Vana vakatomirira kutii mubereki ari kuuya. A spouse akatomirira kutii my better half is coming

 

 

 

 

 

 

Zimbabwe haichadi ma Prayers chete king man Jesu akamamisa vanhu vanhu ngavamamiswe vagadzire migwagwa nekupedza khorapusheni irikuma lisence 🤒🤒🤒🤒😭😭😭😭😭😭😭

 

 

 

 

 

 

Mwari matsamweiko tinzwirei tsitsi Jesu tirivatadzi zvanyanya kana veduwee 😭😭😭💔💔💔💔Zororai murugare hamaHanzi pafa 5 vanhu Harare ,Bulawayo road again 😥😥😥😥 Zimbabwe zvatichapera nhayi ❤️❤️let's

 

 

 

 

 

 

pray for ZimbabweWe can pray my brother don't worry but zveku tenda Java uzvisiyeVachairi tisamwe doro tichi driver tisa blamer zanu paisingade rip zvorwadza

  • Share: