So Mai Nandi havasi kuda kutiona takanyarara here😂😂😂😂 I swear I no go talkNyura iwe ko ndiwe wadii hako mkadzi wa Des
Ndosaka cader wanga akati ziii izvo wanga anyura hakeKana pane munhu afara nhasi ndini, this is what I have been praying for for 5 yrs now@ Olinda Chapel-Nkomo ndiri kufara ini, musikana ari happyNdozvandaigara ndichinamatira izvi , zvazoitika, O.C Unofadza moyo wangu nezvese hazvo zvaunoita…