Tytan never think Worinda forgave u kubva pa interview iya yekufumura status yake kwaRumbi, nyoro wayiisa wega futi knowing status yake.. Ndiwe paya wadzokera kuya kwawaiti watiza kuzorwa butter all because u are a lazy man haude kushanda unoda kuchengetwa nemukadzi🙄
Worinda knew kuti uyanya one day.. hoyo osvasvangwa naamu ex iwe uripo asi hauna kwekuyenda. Suduruka Stunner akwire awanewo mari yeshisha nemasunglasses, kana Worinda aneta naye achatsvaga kamwe kechidiki futi 🤸♂ï¸ðŸ¤¸â™€ï¸ðŸ¤¸â™‚ï¸ðŸ¤¸â™€ï¸
Kwana Worinda 😂 l know your ghost unnoda ðŸ†ðŸ†too much , tell me saka,baba Sean was wrong,baba Jayden was wrong,dziva was wrong now tytan is wrong nevamwe vawaikwirana navo vatisinga zive were wrong futi ndiwe waingo tadzirwa 😂😂😂🙌🙌🙌
chiripauri hachidiii imba Piriyodhi 😂😂😂😂😂# vakuru vezvimarriege zvenhemaBut arikurwadziwa mwana uyu. Akashingirira naro duri rake nw kakaslender, teenager renyika rotora apa rakatombotiza duri racho. This life has no balancewooBut Olinda haana tsitsi Tytan aikungurutsa ziduri iro now onzi you are not my type bekoz of nyama dzakqchekwq