Monday, April 22

Pashata Baba Charamba Vakanga Zvimwe Levels ChillSpot Ofumura Enzol Ishal Tichabvisa Music Dzako Dzausina Kubhadhara Yaaa

That's not how you do it. Maakuitira pajekerere what you can do man to man, over the fon or through managers. Usatuke mvuu usati wabira rwizi.

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Find common ground, you need each other. Continue with your good works mese.Ko blessing shumba akangonyarara wani panumber rake rakatorwa nasniper riya asi haana kunzwawo copyright saga here

  • Share: