Sunday, May 19

Pashata Chelsea Holyten Baby Mama Ochema Chema Izvi Zvaita Vanhu Vati Adii Kutora Vese

Hazviiti here kuti mujaya atore vakadzi vaviri. Toti kwacho Kim haarambiki ko uyo adii kungomuita mukadzi wepiri.

 

 

 

 

 

Chero ndimi pakati pavo akanaka kudarika mumwe ndeupi. Akapusa mupfanha uyu. Achachema hake kana baby mama vaita move on.

 

 

 

 

 

 

 

Ngaatore pachinenguva. Hamuzvioniwo.Love haina ma looks. It's how you feel towards a personSaka kuna Holy 10 ndiko kunobvumidzwa polygamy nhai

  • Share: