Sunday, October 19

Peter Dhewa Moyo Finally Opindura Vanhu

Peter anopindura manje ndozvandinomudiraMhinduro yemunhu akuziva kuti relationship yavo ine muridzi iye angoriwo local player anodyakana zviri paground chete 😂😂

 

 

 

 

😂😂Peter Moyo speaks 😅...munozonyanya kuda kupinda mudzimba dzevanhu😂😂😂😂 ma commentators

  • Share: