Tuesday, May 28

Sisi Vebhodhoro Kunyasi Beverly Sibanda Oti Ndirikutoda Mota Sor Wicknel Ne Zanupf Ndini Ndadii Oburitsa Humbowo Wekumarally

Hapatombodi akwaya apaNdinayo zvangu iyo asi idzo ndikudzidawoAaaah imi ndini ndadiiC

 

 

 

 

 

 

 

hokwadi iwe na lady wovoice gobvu munokodzera wakanesa pa video yekutambisa 1 garo 🤣🤣🤣haaa ma sports unopedzera. I remember rimwe gore rawakambouya pa Hwange pa insomia ndakatiza kubasa ndikaty zvimwe tozozviona mangwana better to be punished asi ndaona bevy achibhevhura

  • Share: