Kachadaro kachionererwa izvo ndiko karikutambiswa bhora risina mweya,vanhu vakambodyanana vanoshupa ava😂😂😂😂😂😂Haiwavo you old my sister so what zvinoreva kuti stunner anoda Orinda you are old ndekupi kune dhibha remhuruStunner and hauite uriku vhiringa marriage yaOrinda apa urikuchengetwa nekachembere kekuDerby kwauri kugara ukuwo Mainini varikukurwira paJozi ndivovanonzi anamutunda shuga zve ava😂😂😂😂😂Olinda is younger than stunna and you are stunner daughters age. Who should be embarrassed???? Silly girlOli is still young kamukaradhi aka kanzwa nekuyita chibasa chekuvatwa paSA ask vanomuziva