Tuesday, May 28

Talent Chiwenga Oti Chamisa Dai Arega Zvekutamba Nezita RaMwari God Is In It Kudii Hauna Plan

Talent chiwenga anongoti kasoro kanenge damba ngatisiire Neroo wedu💛💛💛💛2028 acha svika agoramba futi achingo nyora ma verse. Wozoona kuti anenge muzanu lite.

 

 

 

Kkkkkkk Nero vhura church hako siyana nekuda kutamba nepfungwa dzedu

 

 

 

 

Tiripachirangano we still believe in miracles nyangwe zvazvo zvichiita sekuti hapana chirikufamba but we still have Faith in You Nero.

  • Share: