Thursday, June 20

Tatelicious Ofumura Mambo Dhuterere Urikutengesa Mutoriro Ku Waterfalls & Wakamitisa Mercy Small House Yako Live Yako Irikuuya

Those who know me ,vanoziva kuti handingadeedzere Live ndisina Humboo🤣🤣🤣

Handiite zvema Hanzii ,vanhu vanotaura nyaya dzavo and I WILL PLAY THE PHONE CALL CONVERSATION ndokupai Mazita evanhu who spoke with me on the phone , VAGARI VEMU WATERFALLS.

Dhuterere dai uri umwe wabuda mu Zimbabwe because Live yandiiri kuita when the #10k is reached ,uchanyara .

Two issues, Nyaya ye small house yako #Mercy_Matepuka and your Drug business in Waterfalls yauri kuita na #TAFLO🤣🤣🤣

MA DRUGS AWURI KUTENGESA #PAMASTEPS #PA_ROUND_ABOUT IN WATERFALLS.

NDAKAFUNDA INI , TOSHANDA NE EVIDENCE NOT NE MA HANZIIIIII , SOLID RAAAAAAW EVIDENCE WITH VIABLE WITNESSES.

WAURAYA MA YOUTH EMU WATERFALLS ,SHAME ON YOU DHUTEMDHOTO🤣🤣🤣

MUPOSTORI WEMUTORIRO NE NGOOOMA ,KURURA MAGEMENZI AYO UYENDE KU ZIM DANCE HALL🤣🤣🤣🤣

KUSHORESA CHIPOSTORI KUDARO🤣🤣🤣🤣

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏

  • Share: