Ndikazvifunga mushe ndivo vanogona kundichatisa Gogo Murata as Mufundisi pamuchato wangu😂😂😂😂
Kungozotya ndimi dzavo dzogona kubuda musaga 😂😂😂😂
“ Tenzi wangu rakashikaraka , vhurai meso a Marcus kuti aone kuti munhu waari kuchata naye murume biya ake rikashakashaka . Ngaatore hake Mai Tanatswa mwanawangu rikasokorokoshaahaka “ 😂😂😂😂😂
Vachishimanda havo😂😂😂😂
Vanondidirira jecha 😂😂😂😂😂