Ehe munhu akataura chokwadi chake chisingawirirane nechawakaudzwa anofanirwa kudzokera ku rehab? Mmm endai imi!He is a whole vibe 🔥🔥🔥
chandongoziva kubva kare Santa haana kubva nemuruoko rwa gumi akapfura neko achimusiira music imwe achienda kwaitoenda 🔥🔥🔥🔥Santa maiwe