Tinopona katsande ngatimupeiwo mafurawazi ake achiri mupenyu mwana anogona kuactor uyuðŸ‘ðŸ‘â¤ï¸â¤ï¸ðŸ’🌺🌷💯 true uyu kungoti inyika yakadhakwa aitoda kuenda kunze wonopinda mamovie nnaTyler Perry yaaah coz ane chipo ðŸ‘🌹🌹🌹🌹Asi pono yake iya haana kunyatsogona kuchemerera hake, otherwise she is a good actor shuwa