Saturday, July 27

Vana Vochema Dorcas Moyo Kushungurudza Vana Vemufi Shamwari Yake Yaakatorera Murume Unongonzwa Nevoice Pakuimba Kuti Ava Vanehutsinye

Message kuna Docus Moyo ....Zvawakaita zvakashata handisi kuramba asi why wakushungurudza vana vemufi avo ...ikezvino mukomana mukuru akatiza pamba kuenda South

 

 

 

 

 

kunotambura akasiya ma twins vana sisi vake vawaonesa chitsvuku kudaro unoshungurudzirei vana iwe uriwe urikugara na baba vavo ukuda kuti vaendepi chaivo usadaro iwe inga

 

 

 

 

 

urikutioaridzira wani kuti tive vatsvene asi iwe ukutadza kugadzirisa hunhu hwako ndakarwadziwa kuswera zuro ... shure yako izere mvura dhemeti hatitarisire hunhu hwakadaro Mama Dorcas inga muri munhu wekuziva wani chinjai maitiroYaah unongonzwa nevolume yake pakuimba kuti apa pne hutsinye 🤔

 

 

 

 

  • Share: