Tuesday, February 27

Vanogara Na Doba Don Voti Hatisikumunzwira Tsitsi Tsimuti Arege Madruugs Asingaterere Hezvo Avekupenga

Ndarwadziwa veduwe pandaverenga nyaya ya baby don apa hnz akupenga ngatibatsireiwo mwana uyo hamawee🙆😭😭😥😥😥😥😥😥😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

 

 

 

 

Haa uyu stopped ma drugs and expected so much about life (financially to be precise),but now I think she is back on drugs cause haana kuwana enough support.

 

 

 

 

 

vanhu vaimutuka everyday kupage kwake vachiti “hee geza,change your clothes “ etc instead of supporting her saka depression yakamubata .she tried her best but Zim community as usual played a big role mukupenga kwake now cause honestly you hated that girl.

 

 

 

 

 

vanhu vakadai needs a lot of motivation and support but maZimba don’t care about ma feelings vanongotkirira.Guys hakusi kupenga….kurwara ne pfungwa…..mental health guys not kupengaMadrugs ndozvaanoita kana vachinzi siyai ndiyo mhedzisiro yacho iyi

  • Share: