Mwari haadhakwe Chokwadi maiita tag team kutuka Mura siku nesikatiInini ndaifunga sekuti kana vanhu vaenda kuchando vanenge vave nepeace of mind moziva 🤓handina kumboziva kuti vachange vakutinakidza isu varikuAfrica namadrama..zhara yakanaka hauna nguva yenoise zvino ava vanodya vachiguta voti mawifi akacheaper haaa yohweeee