Yakora Muto Nyaya Iya Joey Ofumurwa Nemunhu Waakati Ashandise Acciunt Yake Mu UK For Go Fund
Joey Hauburitse Munhu Arikurwara Mu Hospital You Need Patient Safety Carer Mu UK 🇬🇧 Kujeri Ndokwako Basa Rako Richapera Urikutomukei Senge Munhu Atsvaa Bank Remunhu Rawakashandisa For Gofund😳😳😳😳🙌🙌🙌🙌