UPDATE: Hello takavawana nezuro , Vakashaika , vakanhongwa nemapurisa kuFlyover yekuna Seke road ..and takasvika kuParirenyatwa vatoshaya.
Maitahenyu
💔💔
May His soul rest in peace. Our condolence to the family ðŸ™ðŸ™ðŸ™Hama dzangu makadii.
Veduwee ndibatsireiwo ndirikutsvaga baba vangu vakapedzesera kuonekwa musi weMonday 2 October vachibva kubasa kwavo kuRuwa vachienda Kumba kuEye court. Vanonzi Shingirai Pazuwa ( 54years).
maParticulars avo arikunzi akanhongwa kuUnit N Chitungwiza nezuro mangwanani( 3 October). Tambovatsvaga muma government hospitals arimuno muHarare ASI tavashaiwa.Kana Paine arikuzivawo kwavari ,kana akavaonawo please help me. Munondibata panumber dzinoti 0784518190 kana 0775413456