Ndakagara ndazviona kuti kamujambiro aka ndeka Judas chete.Enda hako chikomana itsokeyi.Itsokeyi 😂😂😂😂 asi kana aenda ngaabve aenda zvachose ngaasazoda kudzoka kana zvinhu zvanaka
Ricky Fire watirwadzisa senyikaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ’”💔💔💔💔💔💔💔Sometimes I nzara kkkkkk unenge wati regai ndinodyawo kukuenda vamwe ndinfafe.... Kkkk maybe ahatovhotere zanu yacho
Ricky just Sold his Soul to the Devil 😂 Munhu mutema akarohwa nenzara nenhamo anoromba 😂 😂 Ricky aenda kunorombaNdikunzwei muchiti vakadzi vanoda zvinhu 😂😂ko Rick wenyu uyo kutengesa party nekuda kwe rice